Zum Hauptinhalt wechseln

Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush

  1. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush, Head and Handle (Shona): Schritt 1, Bild 1 von 2 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush, Head and Handle (Shona): Schritt 1, Bild 2 von 2
    • Ona kuti pombi inoshanda zvakanaka sei nekupomba kwemakumi mana.

    • Pombi inoshanda zvakanaka inofanira kudira mvura inosvika marita gumi.

  2. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 2, Bild 1 von 2 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 2, Bild 2 von 2
    • Bvisa mapini maviri akabatanidza mubato nechinofambisa mubato.

  3. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 3, Bild 1 von 2 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 3, Bild 2 von 2
    • Dhonza mibato miviri kubva kune chinofambisa mubato.

  4. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 4, Bild 1 von 2 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 4, Bild 2 von 2
    • Simudza mapini maviri akabatanidza pombi kumusoro nemubato, kubva papombi.

  5. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 5, Bild 1 von 3 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 5, Bild 2 von 3 Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 5, Bild 3 von 3
    • Mudanho rino rose, ona kuti watsigira mubato nemusoro nemaoko matatu kana kupfuura.

    • Buritsa chimutanda chejoinhi kubva muchimusoro.

    • Wongorora chimutanda chejoinhi nemusoro kuti hazvina kusakara kana kukuvara here.

  6. Kutsiva Musoro Nemubato Wepombi Yekudhonza Mvura YeBush: Schritt 6, Bild 1 von 1
    • Bvisa musoro nemubato wozviisa panzvimbo yakachena kuti zvisabate utachiona

Abschluss

Kuti ubatanidze mudziyo wako, tevedzera mirayiro uchitanga nekwekupedzesera.

iRobot

Mitglied seit: 09/24/09

1 Reputation

636 Anleitungen geschrieben

0 Kommentare

Kommentar hinzufügen

Seitenaufrufe:

Letzte 24 Stunden: 0

Letzte 7 Tage: 0

Letzte 30 Tage: 0

Insgesamt: 138